Juzi
Read Juzi lyrics by Kae Chaps on LyroVerse, with linked artist context and related song paths.
The page facts to cite before the commentary
Use this page for the lyric text, linked artist context, and any LyroVerse editor's note attached to the song. Listener comments remain user-generated and should not be treated as the primary source.
Juzi
The lyric stays readable and compact here; the note and related paths sit nearby so you do not lose the song while looking for context.
Usanetseke I′ll be fine
It's just a matter of time
Chete chete ko handi ndizvo zvawakada
Plus kudzidza hakumbopere
Mwari anenge ane chinangwa
Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa
Ungandirova zigumegi, believe
Kuita kundi dhomotsa you played, deceive
Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana wa Eva
Ndine maghost ari kunditsoma kumba kwedu saka
Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
Ndikadzitarira ndoshaya rugare (ndoshaya rugare)
Wakati ukuda attention
I gave you the shit
I′m broke from all the dreams that you were selling me
Uri mboko yemunhu
I felt I should tell you this
But nyangwe zvazvo hatisi ma enemies
Zvakare ndezvakare ngatimbozvisiye
Zverudo zvacho taimboizviitirei?
Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei?
Now chandokumbira kuti
Utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritaria ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndoshaya rugare
Utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu
Ndikadzitarira (F-futronic)
Zvichimboitirwei?
Zverudo zvacho
Taizviitirei
Zvichimboitirwei?
Zverudo zvacho taizvi-
Dzoka utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritaria ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndosaya rugare
Utore juzi rako rawakanganwa
Ndikaritarira ndoshaya rugare
Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe
Ndikadzitarira ndosaya rugare
What this page can answer fast
Who performs "Juzi"?
Kae Chaps performs "Juzi", and this lyric page sits inside the Kae Chaps catalog on LyroVerse.
Where can I find more songs by Kae Chaps?
Use the artist link near the top of the page or the related paths section below to keep moving through Kae Chaps's lyric pages.
Interpretations, questions, and corrections for this song
Interpretations, questions, memories, and correction notes live together here. The room stays noindex while the best insights are reviewed.
What people are saying
No listener comments on Juzi yet.
A strong comment here is specific: the phrase you keep hearing, the mood you come back for, or the reason this song stays in rotation.
Sign in to post the first listener note. Reporting stays open to everyone.